Ipapo shoko raJehovha rakasvika kuna Jona kechipiri richiti, “Enda kuguta reNinevhe undoriparidzira shoko randinokupa.” Jona akateerera shoko raJehovha akaenda kuNinevhe. Zvino Ninevhe raiva guta guru kwazvo, rwendo rwamazuva matatu.
Verenga chikamu Jona 3
Terera ku Jona 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jona 3:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo