Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jona 1:1-2

Jona 1:1-2 BDSC

Shoko raJehovha rakasvika kuna Jona mwanakomana waAmitai, richiti, “Enda kuguta guru reNinevhe undoriparidzira, nokuti kuipa kwaro kwasvika pamberi pangu.”