Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 7:4-7

Jobho 7:4-7 BDSC

Pandinovata pasi ndinofunga kuti, ‘Ndichamuka riniko?’ Usiku hunononoka, uye ndinoshanduka-shanduka kusvikira mambakwedza. Muviri wangu wakafukidzwa nehonye uye nemaronda, ganda rangu rakatsemuka uye raora. “Mazuva angu ari kukurumidza kufamba kukunda chokurukisa chomuruki, uye anosvika kumagumo asina tariro. Rangarirai henyu, imi Mwari, kuti upenyu hwangu hunongova mweya wokufema; meso angu haachazoonizve mufaro.