Jobho 5:6-9
Jobho 5:6-9 BDSC
Nokuti kutambudzika hakubudi muvhu, uye nhamo haimeri muvhu. Asi munhu anoberekerwa nhamo, zvirokwazvo sokubarika kwomoto kunokwira kumusoro. “Asi dai ndakanga ndirini, ndaiturira mhosva yangu kuna Mwari; ndaiisa mhaka yangu pamberi pake. Anoita minana isingagoni kuyerwa, zvishamiso zvisingagoni kuverengwa.

