Jobho 4:4-6
Jobho 4:4-6 BDSC
Mashoko ako akatsigira vaya vakagumburwa; wakasimbisa mabvi akaneta. Asi zvino nhamo yasvika kwauri, uye iwe waora mwoyo; inokurova, iwe ndokuvhunduka. Ko, kutya kwako Mwari hakuzi chivimbo chako, uye nzira dzako dzakarurama tariro yako here?

