Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 34:2-4

Jobho 34:2-4 BDSC

“Inzwai mashoko angu, imi vanhu vakachenjera; nditeererei, imi vanhu vedzidzo. Nokuti nzeve inoedza mazwi sokuravira kunoita rurimi chokudya. Ngatinzverei pachedu kuti chakarurama ndechipi; ngatidzidzei pamwe chete kuti chakanaka ndechipi.