Jobho 28:12-13
Jobho 28:12-13 BDSC
“Asi uchenjeri hungawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepiko? Munhu haanzwisisi kukosha kwahwo; hahungawanikwi munyika yavapenyu.