“Asi kana ndikaenda kumabvazuva, iye haako; kana ndikaenda kumavirira, handimuwani. Paanenge ari pabasa nechokumusoro, handimuoni; paanotsaukira zasi, handikwanisi kumuona. Asi iye anoziva nzira yandinofamba nayo; kana apedza kundiedza, ndichabuda ndava segoridhe.
Verenga chikamu Jobho 23
Terera ku Jobho 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobho 23:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo