Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 6:8-9

Johani 6:8-9 BDSC

Mumwe wavadzidzi vake, Andirea, mununʼuna waPetro, akati, “Houno mukomana ane zvingwa zviduku zvebhari nehove mbiri, asi zvingasvikepiko pakati pavanhu vakawanda zvakadai?”