Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 6:66-69

Johani 6:66-69 BDSC

Kubva panguva iyi vadzidzi vake vazhinji vakadzokera shure uye vakasazomutevera. Jesu akabvunza vane gumi navaviri akati, “Nemiwo hamusi kuda kuenda here?” Simoni akati, “Ishe, tichaenda kuna aniko? Imi mune mashoko oupenyu husingaperi. Tinotenda uye tinoziva kuti ndimi Mutsvene waMwari.”