Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 6:28-29

Johani 6:28-29 BDSC

Ipapo vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko kuti tiite mabasa anodikanwa naMwari?” Jesu akapindura akati, “Basa raMwari nderiri: kuti mutende kuna iye waakatuma.”