Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 2:2-5

Johani 2:2-5 BDSC

uye Jesu navadzidzi vake vakanga vakokwawo kumuchato uyu. Waini yakati yapera, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachina waini.” Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.” Mai vake vakati kuvaranda, “Itai zvose zvaanokuudzai.”