Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:6-7

Johani 17:6-7 BDSC

“Ndakaratidza zita renyu kuna avo vamakandipa panyika. Vakanga vari venyu; mukavapa kwandiri uye vakateerera shoko renyu. Zvino vanoziva kuti zvinhu zvose zvamakandipa zvinobva kwamuri.