Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:16-18

Johani 17:16-18 BDSC

Havasi venyika, seni ndisiri wenyika. Vaitei vatsvene nechokwadi chenyu; shoko renyu ndiro chokwadi. Sezvamakandituma munyika, neniwo ndakavatuma munyika.