Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:14-16

Johani 17:14-16 BDSC

Ndakavapa shoko renyu uye nyika yakavavenga, nokuti havachisiri venyika sezvandisiri wenyika. Munyengetero wangu hausi wokuti muvabvise panyika asi kuti muvadzivirire pane akaipa. Havasi venyika, seni ndisiri wenyika.