Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:18-19

Johani 15:18-19 BDSC

“Kana nyika ichikuvengai, muyeuke kuti yakatanga kuvenga ini. Dai manga muri venyika, ingadai ichikudai sezvainoda vayo. Zvino, hamusi venyika, asi ini ndakakusarudzai kuti mubude munyika. Ndokusaka nyika ichikuvengai.