Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:1-2

Johani 15:1-2 BDSC

“Ndini muzambiringa wechokwadi, uye Baba vangu murimi. Davi rimwe nerimwe riri mandiri risingabereki vanoritema, asi davi rimwe nerimwe rinobereka michero vanorichekerera kuitira kuti rigozobereka michero yakawanda.