Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 14:30-31

Johani 14:30-31 BDSC

Handichazotauri nemi kwenguva refu, nokuti muchinda wenyika ino ari kuuya. Haana chinhu pandiri, asi nyika inofanira kudzidza kuti ndinoda Baba uye kuti ndinoita chaizvo zvandinenge ndarayirwa naBaba vangu. “Uyai zvino; ngatibvei pano.