Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:15-16

Johani 11:15-16 BDSC

uye nokuda kwenyu, ndinofara nokuti ndakanga ndisiko, kuitira kuti imi mugotenda. Asi ngatichiendai kwaari.” Ipapo Tomasi Dhidhimo akati kuvadzidzi vose, “Ngatiendei, kuti tinofawo naye.”