Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 10:8-9

Johani 10:8-9 BDSC

Vose vakanditangira vaiva mbavha namakororo, asi makwai haana kuvanzwa. Ndini mukova; ani naani anopinda napandiri achaponeswa. Achapinda agobuda, uye achawana mafuro.