Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 10:3-5

Johani 10:3-5 BDSC

Murindi anomuzarurira musuo, uye makwai anonzwa inzwi rake. Anodana makwai ake nezita agoatungamirira kunze. Kana achinge abudisa makwai ake ose, anofamba ari mberi kwawo, uye makwai ake anomutevera nokuti anoziva inzwi rake. Asi haatongoteveri mutorwa; asi anotomutiza nokuti haazivi inzwi romweni.”