Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 1:7-8

Johani 1:7-8 BDSC

Iye akauya sechapupu kuzopupurira chiedza chiya, kuitira kuti vanhu vatende kubudikidza naye. Akanga asiri iye chiedza pachake; akauya chete ari sechapupu kuchiedza.