Zedhekia akanga ana makore makumi maviri nerimwe paakatanga kuva mambo, uye akatonga muJerusarema kwemakore gumi nerimwe. Zita ramai vake rainzi Hamutari mwanasikana waJeremia; aibva kuRibhina. Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakangoitwa naJehoyakimi.
Verenga chikamu Jeremia 52
Terera ku Jeremia 52
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremia 52:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo