Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 45:3-4

Jeremia 45:3-4 BDSC

Iwe wakati, ‘Ndine nhamo! Jehovha apamhidzira kusuwa pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera uye ndashayiwa zororo.’ ” Jehovha akati, “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Ndichakoromora zvandakavaka uye ndichadzura zvandakasima panyika yose.