Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 29:12-13

Jeremia 29:12-13 BDSC

Ipapo muchadana kwandiri uye muchauya kuzonyengetera kwandiri, neni ndichakunzwai. Muchanditsvaka mukandiwana, pamunonditsvaka nemwoyo yenyu yose.