Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 14:22

Jeremia 14:22 BDSC

Ko, pazvifananidzo zvisina maturo zvendudzi, chiripo chinganayisa mvura here? Ko, matenga, anonayisa mvura oga here? Kwete, ndimi, iyemi Jehovha Mwari wedu. Naizvozvo tariro yedu iri mamuri, nokuti ndimi moga munoita izvi zvose.