Abhimereki akaenda kushongwe iyo uye akairwisa. Asi akati achiswedera pamukova weshongwe kuti aipise nomoto, mukadzi akakanda guyo pamusoro pake rikatsemura dehenya rake.
Verenga chikamu Vatongi 9
Terera ku Vatongi 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vatongi 9:52-53
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo