Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vatongi 14:14

Vatongi 14:14 BDSC

Akapindura akati, “Kumudyi kwakabuda chokudya; kubva kune chine simba kwakabuda zvinotapira.” Havana kugona kupa mhinduro kwamazuva matatu.