Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vatongi 13:24-25

Vatongi 13:24-25 BDSC

Mukadzi akasununguka mwanakomana uye akamutumidza zita rokuti Samusoni. Akakura uye Jehovha akamuropafadza, uye Mweya waJehovha wakatanga kumumutsa paakanga ari paMahane Dhani, pakati peZora neEshitaori.