Isaya 43:20-21
Isaya 43:20-21 BDSC
Zvikara zvesango zvinondikudza, makava namazizi, nokuti ndinozvipa mvura mugwenga nehova musango, kuti ndipe vanhu vangu chokunwa, vasanangurwa vangu, vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.