Isaya 43:18-19
Isaya 43:18-19 BDSC
“Chikanganwai zvinhu zvakare; musaramba muri pane zvakapfuura. Tarirai, ndava kuita chinhu chitsva! Zvino chava kumera; hamuchioni here? Ndiri kuita nzira mugwenga nehova musango.