Tarirai mambo achatonga nokururama, uye vatongi vachatonga nokururamisira. Munhu mumwe nomumwe achafanana nenzvimbo yokuvanda kubva kumhepo, noutiziro kubva pakunaya kwemvura zhinji, sehova dzemvura mugwenga nomumvuri webwe guru munyika yafa nenyota. Ipapo meso avose vanoona haachazotsinzini, uye nzeve dzavanonzwa dzichateerera.
Verenga chikamu Isaya 32
Terera ku Isaya 32
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 32:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo