Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 3:1-2

VaHebheru 3:1-2 BDSC

Naizvozvo, hama tsvene, vagovani neni pakudanwa kunobva kudenga, isai pfungwa dzenyu pana Jesu, Mupostori nomuprista mukuru uyo watinopupura nezvake. Akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMozisi akanga akatendeka muimba yose yaMwari.