Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 13:1-2

VaHebheru 13:1-2 BDSC

Rambai mune rudo pakati penyu sehama. Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.