Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 12:4-5

VaHebheru 12:4-5 BDSC

Mukurwa kwenyu nechivi, hamusati madzivisa kusvikira pakubuda ropa. Uye makanganwa shoko rokukurudzira rinotaura kwamuri savanakomana richiti: “Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaShe, uye usaora mwoyo kana uchirangwa naye