Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 10:37-38

VaHebheru 10:37-38 BDSC

Nokuti kanguva kaduku duku kasara, “Iye anouya, achauya, asinganonoki. Asi akarurama wangu achararama nokutenda. Uye kana akadzokera shure, handizofadzwi naye.”