Zvino zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Fungisisai pamusoro penzira dzenyu. Makakusha zvizhinji, asi mukacheka zvishoma. Munodya, asi hamuguti. Munonwa, asi hamugundwi. Munopfeka nhumbi, asi hamudziyirwi. Munoshandira mubayiro, kuti muuise chete muhomwe ina maburi.” Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Fungisisai pamusoro penzira dzenyu.
Verenga chikamu Hagai 1
Terera ku Hagai 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Hagai 1:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo