Kunyange dai muonde ukasatunga maruva, uye mizambiringa ikashayiwa zvibereko, kunyange kubereka kwomuorivhi kukakona, uye minda ikasabereka zvokudya, kunyange dai kukasava namakwai muchirugu uye mombe dzikashayikwa mumatanga, kunyange zvakadaro, ndichafara muna Jehovha, ndichava nomufaro muna Mwari Muponesi wangu. Ishe Jehovha ndiye simba rangu; anoita kuti tsoka dzangu dziite setsoka dzenondo, anondifambisa pamatunhu akakwirira.
Verenga chikamu Habhakuki 3
Terera ku Habhakuki 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Habhakuki 3:17-19
3 Mazuva
Zvinorevei Kukunda kuburikidza nerumbidzo uye simba rekurumbidza rinotibatsira sei kukunda munguva dzekutambudzika? Dzidziso ino inotibatsira kuongorora hudzamu hwekurumbidza Mwari senzira yekuwana kukunda, kutora njere kubva muMagwaro, mienzaniso inoshanda, uye kurudziro yekurarama kwemazuva ese.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo