Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Habhakuki 3:1-2

Habhakuki 3:1-2 BDSC

Munyengetero wamuprofita Habhakuki unoimbwa neshigionoti. Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi.