Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 9:20-21

Genesisi 9:20-21 BDSC

Noa akava murimi, akarima munda wamazambiringa. Akati anwa imwe yewaini yawo, akadhakwa uye akavata akashama mutende rake.