Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri. Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi, Rea navana vake vachitevera, uye Rakeri naJosefa mumashure. Iye pachake akatungamira mberi akakotamira pasi kanomwe paakanga oswedera kumukoma wake.
Verenga chikamu Genesisi 33
Terera ku Genesisi 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesisi 33:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo