Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 3:4-5

Genesisi 3:4-5 BDSC

Nyoka yakati kumukadzi, “Hamungafi zvirokwazvo. Nokuti Mwari anoziva kuti mukaudya meso enyu achasvinudzwa, uye muchaita saMwari mugoziva zvakanaka nezvakaipa.”