Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 24:26-27

Genesisi 24:26-27 BDSC

Ipapo murume uya akakotamira pasi akanamata Jehovha, akati, “Jehovha ngaarumbidzwe, Mwari watenzi wangu Abhurahama, iye asina kurega kuita zvakanaka nokutendeka kwake kuna tenzi wangu. Kana ndirini, Jehovha akanditungamirira parwendo rwangu akandisvitsa kumba kwehama dzatenzi wangu.”