Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 22:10-11

Genesisi 22:10-11 BDSC

Ipapo akatambanudza ruoko rwake akatora banga kuti auraye mwanakomana wake. Asi mutumwa waJehovha akadanidzira kwaari kubva kudenga akati, “Abhurahama! Abhurahama!” Iye akapindura akati, “Ndiri pano hangu.”