Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 2:7-8

Genesisi 2:7-8 BDSC

Jehovha Mwari akaumba munhu kubva paguruva revhu uye akafemera mweya woupenyu mumhino dzake, uye munhu akava mupenyu. Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo.