Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 2:5

Genesisi 2:5 BDSC

uye kwakanga kusati kwava namakwenzi esango panyika, uye miriwo yesango yakanga isati yamera, nokuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura panyika uye kwakanga kusina munhu wokuzorima panyika