Genesisi 2:15-17
Genesisi 2:15-17 BDSC
Jehovha Mwari akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni kuti aririme nokurichengeta. Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu; asi haufaniri kudya zvinobva pamuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa, nokuti pauchaudya uchafa zvirokwazvo.”

