Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 2:15-16

Genesisi 2:15-16 BDSC

Jehovha Mwari akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni kuti aririme nokurichengeta. Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu