Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 15:18-21

Genesisi 15:18-21 BDSC

Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi, nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni, vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi, vaAmori, vaKenani, vaGirigashi navaJebhusi.”