Saka Roti akazvisarudzira bani rose reJorodhani uye akasimuka akananga kumabvazuva. Varume vaviri ava vakaparadzana: Abhurama akagara munyika yeKenani, Roti akagara pakati pamaguta omumapani uye akadzika matende ake pedyo neSodhomu. Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa uye vaitadzira Jehovha kwazvo.
Verenga chikamu Genesisi 13
Terera ku Genesisi 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesisi 13:11-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo